Monday, April 14, 2008

Ndadzoka

Ndadzoka zvekare, hama dzadikwanwa. Ikozvino ndichazama kuti ndipote ndichiisawo nhau mbishi nduva nenguva kuitira kuti muwanewo zvokuverenga.

No comments: