Monday, April 14, 2008

Ndadzoka

Ndadzoka zvekare, hama dzadikwanwa. Ikozvino ndichazama kuti ndipote ndichiisawo nhau mbishi nduva nenguva kuitira kuti muwanewo zvokuverenga.

Tuesday, April 17, 2007

Nyaya Dzinovaka

I have decided to utilise this website to give you, hamadzinodikanwa, what you would like to see on the internet but have difficulty finding. If youhave any suggestions, click on the Comments Tab and write your comments. After writing the comment click on Publish This Post. Zvapera. Alternatively, you can email me yo suggestions.

Friday, April 13, 2007

Hama Dzirimhiri

Regai nditange ndichiti masikati akanaka. Ini hangu ndinofara. Ndini hangu chikomana chipfupi ndigere hangu kuJoni ndati ndimbotamba nawo macomputer. Hekano kawebhusayiti kandambogadzira kuti timbowona kuti zvevarungu zvinoshanda zvomene!!! Vamwe vanonditi Patty iyezve mwana waNhata.

Thursday, April 5, 2007

Ndati mumbowonawo yangu website yandagadzirawo. Yangu yasiyana kuti inopa vanhu mukana wekuti vabwrekete vachiita share zvavanazvo papublic forum.
Madzikoma. Varungu vakatigadzirira zvitsva svekuti tibvirishandisa. Ndatiitei sekudaro hamadzangu!
Ndatimbobwereka ne iyo midziyo yeInternet yatakadai kugadzirirwa nevarungu!