Friday, April 13, 2007

Hama Dzirimhiri

Regai nditange ndichiti masikati akanaka. Ini hangu ndinofara. Ndini hangu chikomana chipfupi ndigere hangu kuJoni ndati ndimbotamba nawo macomputer. Hekano kawebhusayiti kandambogadzira kuti timbowona kuti zvevarungu zvinoshanda zvomene!!! Vamwe vanonditi Patty iyezve mwana waNhata.

No comments: